.
@mukuru101010
Here for fun only!
ID: 1381292890849169411
11-04-2021 17:08:24
8,8K Tweet
27,27K Followers
13,13K Following
Brandon Masamba Cucsman Mukuru🏴☠️ Idiko rawaranga nyauya.Ndiko kwasu ikweyo kwawabhuya
Mukuru🏴☠️ Kana kutengesa iyo otenga Honda Fit
Mukuru🏴☠️ Saka iwewe ukatenga imba wakufanira kutengesa nekuti hausi kunzwa mushe. Isn’t it an advantage kuti he has easier transport to go to hospital. Lets learn to think before we talk
Mukuru🏴☠️ I second you.
Ndumiso khabo Mukuru🏴☠️ Chimubatsiraka iwewe unemoyo chena
Ndumiso khabo Mukuru🏴☠️ Ayewa Sahwira, vanotengesa votenga diki yakacheaper. The rest vozvirapisa
Mukuru🏴☠️ We can't be harsh to him in the middle of pain. Let the one you can help, if you can't then stay out of it.
Mukuru🏴☠️ You are right
Mukuru🏴☠️ Word, tikazotaura vanozotiti tirikuita body shaming
Mighty Man Of Gilead Mukuru🏴☠️ Have you ever heard of the salaries figures of a musician? It's the nature of thier job to survive thru donations and promotions 🤔🤔🤔
Mukuru🏴☠️ Pam zine mho mota idzodzo pane arikumbonyatsa kuwona zvinemusoro zvirikuitwa nevakapiwa mota ido her just check vamp ma accident nekurwara nekufirwa zviko zvedikita siyai varume